Saturday, November 5, 2011

Mari naMwari

Mari kamwari kanopa manyemwe. Mari kamwari kanotsvaga kunamatwa, Kachisurudza nekusudurudza hunhu Kachipa hukama hwedu naMwari mavende!