Monday, January 17, 2011

Madomasi



Semadomasi ari pamusika,

pane zvinhu zviviri zvinogona kuitika kwatiri:

Kutengwa kana kuora nekuraswa,

Kuwana denga kana kurishaya.

No comments:

Post a Comment